1 Samueri 13:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Varume veIsraeri vakaona kuti zvinhu zvakanga zvavaipira, nekuti vakanga vaiswa panguva yakaoma; saka vanhu vakahwanda mumapako,+ mumakomba, mumatombo, muninga nemumigodhi yemvura.
6 Varume veIsraeri vakaona kuti zvinhu zvakanga zvavaipira, nekuti vakanga vaiswa panguva yakaoma; saka vanhu vakahwanda mumapako,+ mumakomba, mumatombo, muninga nemumigodhi yemvura.