2 Samueri 2:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Varume veJudha vakabva vaenda vakazodza Dhavhidhi ikoko kuti ave mambo weimba yaJudha.+ Vakaudza Dhavhidhi kuti: “Varume vekuJabheshi-giriyedhi ndivo vakaviga Sauro.”
4 Varume veJudha vakabva vaenda vakazodza Dhavhidhi ikoko kuti ave mambo weimba yaJudha.+ Vakaudza Dhavhidhi kuti: “Varume vekuJabheshi-giriyedhi ndivo vakaviga Sauro.”