2 Samueri 22:32 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 32 Nekuti ndiani mumwe Mwari kunze kwaJehovha?+ Nderipi rimwe dombo kunze kwaMwari wedu?+