1 Madzimambo 8:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Vapristi havana kukwanisa kumira kuti vashumire nemhaka yegore racho, nekuti kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yaJehovha.+
11 Vapristi havana kukwanisa kumira kuti vashumire nemhaka yegore racho, nekuti kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba yaJehovha.+