1 Madzimambo 8:66 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 66 Pazuva rakatevera,* akaita kuti vanhu vaende, uye vakakomborera mambo vakaenda kudzimba dzavo vachifara chaizvo uye vaine mwoyo yaifara, vachifarira zvakanaka zvese+ zvakanga zvaitwa naJehovha kumuranda wake Dhavhidhi nevanhu vake vaIsraeri.
66 Pazuva rakatevera,* akaita kuti vanhu vaende, uye vakakomborera mambo vakaenda kudzimba dzavo vachifara chaizvo uye vaine mwoyo yaifara, vachifarira zvakanaka zvese+ zvakanga zvaitwa naJehovha kumuranda wake Dhavhidhi nevanhu vake vaIsraeri.