1 Madzimambo 11:43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Soromoni akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, akavigwa muguta rababa vake Dhavhidhi; uye mwanakomana wake Rehobhoamu+ akava mambo panzvimbo pake. 1 Madzimambo Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:43 Nharireyomurindi,7/15/2005, p. 31
43 Soromoni akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, akavigwa muguta rababa vake Dhavhidhi; uye mwanakomana wake Rehobhoamu+ akava mambo panzvimbo pake.