1 Madzimambo 18:38 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 38 Moto waJehovha wakabva waburuka uchibva kumusoro, ukapisa chibayiro chinopiswa,+ nehuni, nematombo, neguruva, uye wakananzva mvura yaiva mumugero.+
38 Moto waJehovha wakabva waburuka uchibva kumusoro, ukapisa chibayiro chinopiswa,+ nehuni, nematombo, neguruva, uye wakananzva mvura yaiva mumugero.+