2 Madzimambo 21:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Akavakazve nzvimbo dzakakwirira dzakanga dzaparadzwa nababa vake Hezekiya,+ uye akavakira Bhaari atari, akagadzira bango rinoyera,*+ sezvakanga zvaitwa naAhabhi mambo weIsraeri.+ Uye akapfugamira uto rese rekudenga achirishumira.+
3 Akavakazve nzvimbo dzakakwirira dzakanga dzaparadzwa nababa vake Hezekiya,+ uye akavakira Bhaari atari, akagadzira bango rinoyera,*+ sezvakanga zvaitwa naAhabhi mambo weIsraeri.+ Uye akapfugamira uto rese rekudenga achirishumira.+