2 Madzimambo 21:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Akaitawo kuti mwanakomana wake apfuure nemumoto; aiita zvemashiripiti, aitenda mashura,+ uye akagadza masvikiro nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji chaizvo pamberi paJehovha, achimugumbura.
6 Akaitawo kuti mwanakomana wake apfuure nemumoto; aiita zvemashiripiti, aitenda mashura,+ uye akagadza masvikiro nevafemberi.+ Akaita zvakaipa zvizhinji chaizvo pamberi paJehovha, achimugumbura.