13 Ndichatambanudzira Jerusarema tambo yekuyeresa+ yakashandisirwa Samariya+ uye ndichashandisa tambo yekururamisa yakashandisirwa imba yaAhabhi,+ uye ndichapukuta Jerusarema rosara rachena sezvinoita munhu anopukuta ndiro, anoipukuta obva aikwidibira.+