2 Madzimambo 21:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Manase akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, akavigwa mumunda weimba yake, mumunda waAza;+ uye mwanakomana wake Amone akava mambo panzvimbo yake.
18 Manase akabva aradzikwa pamwe chete nemadzitateguru ake, akavigwa mumunda weimba yake, mumunda waAza;+ uye mwanakomana wake Amone akava mambo panzvimbo yake.