2 Madzimambo 21:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Akaramba achifamba munzira dzese dzakafambwa nababa vake, uye akaramba achishumira zvidhori zvaisemesa zvakanga zvashumirwa nababa vake, achizvipfugamira.+
21 Akaramba achifamba munzira dzese dzakafambwa nababa vake, uye akaramba achishumira zvidhori zvaisemesa zvakanga zvashumirwa nababa vake, achizvipfugamira.+