2 Madzimambo 21:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 Asi vanhu vemunyika yacho vakauraya vese vakapandukira Mambo Amone vachibva vagadza mwanakomana wake Josiya kuti ave mambo panzvimbo yake.+
24 Asi vanhu vemunyika yacho vakauraya vese vakapandukira Mambo Amone vachibva vagadza mwanakomana wake Josiya kuti ave mambo panzvimbo yake.+