2 Madzimambo 24:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Chokwadi izvi zvakaitika kuJudha nekuti zvakanga zvarayirwa naJehovha, kuti avabvise pamberi pake+ nemhaka yezvivi zvese zvakanga zvaitwa naManase,+
3 Chokwadi izvi zvakaitika kuJudha nekuti zvakanga zvarayirwa naJehovha, kuti avabvise pamberi pake+ nemhaka yezvivi zvese zvakanga zvaitwa naManase,+