2 Madzimambo 13:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Asi Jehovha akavaitira nyasha nengoni,+ akavanzwira tsitsi achifunga sungano yaakaita naAbrahamu,+ Isaka,+ naJakobho.+ Haana kuda kuvaparadza, uye haana kuvarasa kusvikira nhasi.
23 Asi Jehovha akavaitira nyasha nengoni,+ akavanzwira tsitsi achifunga sungano yaakaita naAbrahamu,+ Isaka,+ naJakobho.+ Haana kuda kuvaparadza, uye haana kuvarasa kusvikira nhasi.