1 Makoronike 9:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Paiva nevakuru vana vevarindi vepamagedhi vakagadzwa kuti vaite basa racho nekuti vaiva vakavimbika. Vaiva vaRevhi, uye vaiona nezvedzimba* nemaichengeterwa pfuma yeimba yaMwari wechokwadi.+ 1 Makoronike Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 9:26 Nharireyomurindi,10/1/2005, pp. 9-10
26 Paiva nevakuru vana vevarindi vepamagedhi vakagadzwa kuti vaite basa racho nekuti vaiva vakavimbika. Vaiva vaRevhi, uye vaiona nezvedzimba* nemaichengeterwa pfuma yeimba yaMwari wechokwadi.+