1 Makoronike 23:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Basa ravo raiva rekubatsira vanakomana vaAroni+ pabasa reimba yaJehovha, vachiona nezvezvivanze,+ dzimba dzekudyira, kunatswa kwezvinhu zvese zvitsvene, nebasa rese raida kuitwa repaimba yaMwari wechokwadi. 1 Makoronike Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 23:28 Shanduro yeNyika Itsva (2019), p. 1969
28 Basa ravo raiva rekubatsira vanakomana vaAroni+ pabasa reimba yaJehovha, vachiona nezvezvivanze,+ dzimba dzekudyira, kunatswa kwezvinhu zvese zvitsvene, nebasa rese raida kuitwa repaimba yaMwari wechokwadi.