1 Makoronike 29:28 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 28 Akafa anyatsokwegura,+ agutswa neupenyu hurefu,* pfuma, nekukudzwa; uye mwanakomana wake Soromoni akava mambo panzvimbo yake.+
28 Akafa anyatsokwegura,+ agutswa neupenyu hurefu,* pfuma, nekukudzwa; uye mwanakomana wake Soromoni akava mambo panzvimbo yake.+