2 Makoronike 4:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Akabva agadzira atari yemhangura+ yakanga yakareba makubhiti 20, yakafara makubhiti 20, uye yakakwirira makubhiti 10.
4 Akabva agadzira atari yemhangura+ yakanga yakareba makubhiti 20, yakafara makubhiti 20, uye yakakwirira makubhiti 10.