-
2 Makoronike 6:16Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 Iye zvino Jehovha Mwari waIsraeri, chizadzisai zvamakavimbisa muranda wenyu, ivo baba vangu Dhavhidhi, pamakati: ‘Pamberi pangu hapazomboshayikwi murume wedzinza rako anogara pachigaro cheumambo chaIsraeri, chero bedzi vanakomana vako vakangochenjerera nzira yavo nekufamba mumutemo wangu,+ sekufamba kwawakaita pamberi pangu.’+
-