2 Makoronike 6:37 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 37 vobva vazopengenuka vari munyika yavakatapwa, vodzoka kwamuri voteterera kwamuri kuti muvanzwire nyasha vari munyika yavanenge vatapwa, vachiti, ‘Takatadza uye takakanganisa; takaita zvakaipa,’+
37 vobva vazopengenuka vari munyika yavakatapwa, vodzoka kwamuri voteterera kwamuri kuti muvanzwire nyasha vari munyika yavanenge vatapwa, vachiti, ‘Takatadza uye takakanganisa; takaita zvakaipa,’+