2 Makoronike 12:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Jehovha paakaona kuti vakanga vazvininipisa, shoko raJehovha rakasvika kuna Shemaya, richiti: “Vazvininipisa. Handichavaparadzi,+ uye ndichavanunura munguva pfupi iri kutevera. Handizodururi kutsamwa kwangu paJerusarema ndichishandisa Shishaki.
7 Jehovha paakaona kuti vakanga vazvininipisa, shoko raJehovha rakasvika kuna Shemaya, richiti: “Vazvininipisa. Handichavaparadzi,+ uye ndichavanunura munguva pfupi iri kutevera. Handizodururi kutsamwa kwangu paJerusarema ndichishandisa Shishaki.