2 Makoronike 33:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Pakutambudzika kwake, akateterera Jehovha Mwari wake kuti amunzwire nyasha,* uye akaramba achizvininipisa zvikuru pamberi paMwari wemadzitateguru ake.
12 Pakutambudzika kwake, akateterera Jehovha Mwari wake kuti amunzwire nyasha,* uye akaramba achizvininipisa zvikuru pamberi paMwari wemadzitateguru ake.