2 Makoronike 33:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Akaramba achinyengetera kwaari, uye iye akabayiwa mwoyo nekuteterera kwake, akanzwa kukumbira kwake kunzwirwa nyasha, akamudzorera kuJerusarema kuumambo hwake.+ Manase akabva aziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+
13 Akaramba achinyengetera kwaari, uye iye akabayiwa mwoyo nekuteterera kwake, akanzwa kukumbira kwake kunzwirwa nyasha, akamudzorera kuJerusarema kuumambo hwake.+ Manase akabva aziva kuti Jehovha ndiye Mwari wechokwadi.+