-
2 Makoronike 36:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Jehovha Mwari wemadzitateguru avo akaramba achivayambira achishandisa nhume dzake, achivayambira avayambirazve, nekuti ainzwira tsitsi vanhu vake nenzvimbo yake yekugara.
-