Nehemiya 1:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Asi kana mukadzoka kwandiri, mochengeta mirayiro yangu nekuiteerera, kunyange vanhu venyu vaya vakapararira kusvika kunogumira denga, ndichavaunganidza+ kubva ikoko ndovaunza kunzvimbo yandakasarudza kuti zita rangu rigare.’+
9 Asi kana mukadzoka kwandiri, mochengeta mirayiro yangu nekuiteerera, kunyange vanhu venyu vaya vakapararira kusvika kunogumira denga, ndichavaunganidza+ kubva ikoko ndovaunza kunzvimbo yandakasarudza kuti zita rangu rigare.’+