Nehemiya 9:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Makaona kuti mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu,+ saka makaita sungano naye kuti mumupe nyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaJebhusi, nevaGigashi, kuti muipe vana* vake;+ uye makaita zvamakavimbisa, nekuti makarurama.
8 Makaona kuti mwoyo wake wakatendeka pamberi penyu,+ saka makaita sungano naye kuti mumupe nyika yevaKenani, vaHiti, vaAmori, vaPerizi, vaJebhusi, nevaGigashi, kuti muipe vana* vake;+ uye makaita zvamakavimbisa, nekuti makarurama.