Nehemiya 9:26 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 “Asi vakarega kuteerera, vakakupandukirai+ vakapira Mutemo wenyu makotsi.* Vakauraya vaprofita venyu, avo vakavatsiura kuti vavadzose kwamuri, uye vakaita mabasa makuru ekusaremekedza.+
26 “Asi vakarega kuteerera, vakakupandukirai+ vakapira Mutemo wenyu makotsi.* Vakauraya vaprofita venyu, avo vakavatsiura kuti vavadzose kwamuri, uye vakaita mabasa makuru ekusaremekedza.+