Esteri 2:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Saka nyaya yacho yakaferefetwa zvikazoonekwa kuti ndezvechokwadi, uye varume vacho vaviri vakaturikwa padanda; uye zvese izvi zvakanyorwa mubhuku renhoroondo yenguva yacho pamberi pamambo.+
23 Saka nyaya yacho yakaferefetwa zvikazoonekwa kuti ndezvechokwadi, uye varume vacho vaviri vakaturikwa padanda; uye zvese izvi zvakanyorwa mubhuku renhoroondo yenguva yacho pamberi pamambo.+