Jobho 1:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 1 Kwaiva nemumwe murume ainzi Jobho*+ munyika yeUzi. Aiva murume akarurama uye asina chaanopomerwa;*+ aitya Mwari uye aisiyana nezvakaipa.+
1 Kwaiva nemumwe murume ainzi Jobho*+ munyika yeUzi. Aiva murume akarurama uye asina chaanopomerwa;*+ aitya Mwari uye aisiyana nezvakaipa.+