-
Jobho 34:29Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
29 Kana Mwari akaramba akanyarara, ndiani angamupa mhosva?
Kana akavanza chiso chake, ndiani angamuona?
Kana akazviitira imwe nyika kana kuti munhu mumwe chete, magumo acho akangofanana.
-