-
Pisarema 35:15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
15 Asi pandakagumburwa, vakafara uye vakaungana;
Vakaungana kuti vandivandire vondirwisa;
Vakandibvambura-bvambura uye havana kuramba vakanyarara.
-