Pisarema 64:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Vanotsvaga nzira itsva dzekuita zvakaipa;Vanoronga mazano avo neungwaru pachivande;+Zvinofungwa nemumwe nemumwe wavo mumwoyo make hazvinzwisisiki.
6 Vanotsvaga nzira itsva dzekuita zvakaipa;Vanoronga mazano avo neungwaru pachivande;+Zvinofungwa nemumwe nemumwe wavo mumwoyo make hazvinzwisisiki.