Pisarema 68:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Madzimambo emauto anotiza,+ anotiza! Uya anosara kumba anowanawo mugove wezvakapambwa.+