Pisarema 68:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Imbirai uya akatasva denga rematenga ekare.+ Onai! Iye anotinhira nenzwi rake, inzwi rake rine simba.
33 Imbirai uya akatasva denga rematenga ekare.+ Onai! Iye anotinhira nenzwi rake, inzwi rake rine simba.