Pisarema 96:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Zivisai pakati pemarudzi kuti: “Jehovha ava Mambo!+ Nyika yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.* Achatonga marudzi zvakarurama.”*+ Mapisarema Bhuku Rinobatsira Kutsvakurudza 96:10 Armagedhoni—Rini? w90 5/15 p. 5
10 Zivisai pakati pemarudzi kuti: “Jehovha ava Mambo!+ Nyika yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.* Achatonga marudzi zvakarurama.”*+