Pisarema 110:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Achapa marudzi mutongo;+Achazadza nyika nezvitunha.+ Achapwanya mutungamiriri* wenyika yakakura.*