Pisarema 135:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti ndinonyatsoziva kuti Jehovha mukuru;Ishe wedu mukuru kupfuura vamwe vanamwari vese.+