Muparidzi 1:16 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 16 Ndakabva ndati nechemumwoyo: “Iye zvino ndava neuchenjeri hwakawanda kupfuura munhu wese akavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema,+ uye mwoyo wangu wava neuchenjeri chaizvo pamwe neruzivo.”+
16 Ndakabva ndati nechemumwoyo: “Iye zvino ndava neuchenjeri hwakawanda kupfuura munhu wese akavapo ini ndisati ndavapo muJerusarema,+ uye mwoyo wangu wava neuchenjeri chaizvo pamwe neruzivo.”+