Muparidzi 5:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Usakurumidza nemuromo wako, kana kurega mwoyo wako uchimhanyirira kutaura pamberi paMwari wechokwadi,+ nekuti Mwari wechokwadi ari kudenga asi iwe uri panyika. Ndokusaka mashoko ako achifanira kuva mashoma.+ Muparidzi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:2 Nharireyomurindi,11/1/2006, p. 14
2 Usakurumidza nemuromo wako, kana kurega mwoyo wako uchimhanyirira kutaura pamberi paMwari wechokwadi,+ nekuti Mwari wechokwadi ari kudenga asi iwe uri panyika. Ndokusaka mashoko ako achifanira kuva mashoma.+