-
Muparidzi 12:5Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
5 Munhu anenge ava kutyawo kuenda pakakwirira, mumugwagwa mava nezvinovhundutsa. Uye muarumondi watumbuka,+ hwiza yava kuzvizvuzvurudza, muchero unoita kuti munhu ade kudya usisabatsiri, nekuti munhu ari kufamba achienda kuimba yake inogara kwenguva refu+ uye vari pamariro vava kufamba-famba mumugwagwa;+
-