Isaya 4:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Pazuva iroro zvinhu zvichaitwa kuti zvitungire naJehovha zvichange zvakanaka chaizvo, zvichiyevedza, uye zvibereko zvenyika zvichava chinhu chinodadisa nerunako kuvaIsraeri vakapukunyuka.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 4:2 Uprofita hwaIsaya I, pp. 62-67
2 Pazuva iroro zvinhu zvichaitwa kuti zvitungire naJehovha zvichange zvakanaka chaizvo, zvichiyevedza, uye zvibereko zvenyika zvichava chinhu chinodadisa nerunako kuvaIsraeri vakapukunyuka.+