Isaya 12:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Pazuva iroro chokwadi uchati: “Ndinokutendai, haiwa Jehovha,Nekuti kunyange makanga makanditsamwira,Kutsamwa kwenyu kwakadzikira zvishoma nezvishoma, uye makandinyaradza.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:1 Uprofita hwaIsaya I, p. 169
12 Pazuva iroro chokwadi uchati: “Ndinokutendai, haiwa Jehovha,Nekuti kunyange makanga makanditsamwira,Kutsamwa kwenyu kwakadzikira zvishoma nezvishoma, uye makandinyaradza.+