Isaya 14:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Marudzi achavatora ovaunza kunzvimbo yavo, uye achava mumaoko eimba yaIsraeri kuti ave varandarume nevarandakadzi+ munyika yaJehovha; vanhu vaimbovaita varanda vachava varanda vavo, uye vachava nesimba pane vaya vaivamanikidza kushanda. Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:2 Nharireyomurindi,12/1/2006, p. 11 Uprofita hwaIsaya I, p. 181
2 Marudzi achavatora ovaunza kunzvimbo yavo, uye achava mumaoko eimba yaIsraeri kuti ave varandarume nevarandakadzi+ munyika yaJehovha; vanhu vaimbovaita varanda vachava varanda vavo, uye vachava nesimba pane vaya vaivamanikidza kushanda.