Isaya 19:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Zuva iroro pachava nemugwagwa mukuru+ unobuda muIjipiti uchienda kuAsiriya. Asiriya ichabva yaenda kuIjipiti, uye Ijipiti ichaenda kuAsiriya. Ijipiti ichashumira Mwari pamwe chete neAsiriya. Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 19:23 Uprofita hwaIsaya I, pp. 206-207
23 Zuva iroro pachava nemugwagwa mukuru+ unobuda muIjipiti uchienda kuAsiriya. Asiriya ichabva yaenda kuIjipiti, uye Ijipiti ichaenda kuAsiriya. Ijipiti ichashumira Mwari pamwe chete neAsiriya.