-
Isaya 26:21Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
21 Nekuti Jehovha ari kuuya achibva kunzvimbo yake
Kuzoita kuti vagari vemunyika vazvidavirire kukanganisa kwavo,
Uye nyika ichabudisa pachena ropa rakadeurwa pairi
Uye haizofukidzizve vanhu vayo vakaurayiwa.”
-