Isaya 29:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Nekuti paanoona vana vake,Iro basa remaoko angu, pakati pake,+Vachatsvenesa zita rangu;Chokwadi vachatsvenesa Mutsvene waJakobho,Uye vacharemekedza Mwari waIsraeri zvikuru.+
23 Nekuti paanoona vana vake,Iro basa remaoko angu, pakati pake,+Vachatsvenesa zita rangu;Chokwadi vachatsvenesa Mutsvene waJakobho,Uye vacharemekedza Mwari waIsraeri zvikuru.+