Isaya 33:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nyika iri kuchema* uye iri kusvava. Rebhanoni yanyadziswa;+ yaora. Sharoni yaita segwenga,Uye Bhashani neKameri zviri kuzunza mashizha azvo.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 33:9 Uprofita hwaIsaya I, pp. 346-347
9 Nyika iri kuchema* uye iri kusvava. Rebhanoni yanyadziswa;+ yaora. Sharoni yaita segwenga,Uye Bhashani neKameri zviri kuzunza mashizha azvo.+