Isaya 40:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Mapani ese ngaakwidziridzwe,Uye makomo ese nezvikomo zvese ngazvideredzwe. Nyika isina kuenzana inofanira kuti sandara,Uye nzvimbo isina kuenzana ngaive bani.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 40:4 Uprofita hwaIsaya I, pp. 399-401
4 Mapani ese ngaakwidziridzwe,Uye makomo ese nezvikomo zvese ngazvideredzwe. Nyika isina kuenzana inofanira kuti sandara,Uye nzvimbo isina kuenzana ngaive bani.+