Isaya 41:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Iwe wandakatora kumigumo yenyika,+Uye iwe wandakashevedza kubva kumativi ayo ari kure chaizvo. Ndakati kwauri, ‘Uri mushumiri wangu;+Ndakusarudza; handina kukuramba.+ Isaya Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 41:9 Uprofita hwaIsaya II, pp. 22-23
9 Iwe wandakatora kumigumo yenyika,+Uye iwe wandakashevedza kubva kumativi ayo ari kure chaizvo. Ndakati kwauri, ‘Uri mushumiri wangu;+Ndakusarudza; handina kukuramba.+